Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 34:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, hazvina kuringana kwamuri here kuti mudye pamafuro akanaka? Zvakafanira here kuti mutsike netsoka dzenyu mafuro enyu akasara? Ko, hazvina kuringana here kuti munwe mvura yakachena? Ko, zvakafanira here kuti musvibise mvura yakasara namakumbo enyu?

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 34

Maonero Ezekieri 34:18 akapoteredza