Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 33:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore regumi namaviri rokutapwa kwedu, nomwedzi wegumi pazuva reshanu, munhu akanga apunyuka paJerusarema akasvika kwandiri achiti, “Guta rawa!”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 33

Maonero Ezekieri 33:21 akapoteredza