Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 33:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo, mwanakomana womunhu, uti kuvanhu venyika yako, ‘Kururama kwowakarurama hakugoni kumuponesa kana asingateereri, uye kuipa kwomunhu akaipa hakungamuiti kuti awe kana akatendeuka kubva pakuri. Munhu akarurama, kana akatadza, haangatenderwi kuti ararame nokuda kwokururama kwaaiva nako kare.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 33

Maonero Ezekieri 33:12 akapoteredza