Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 32:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, havana kuvata navamwe varwi vasina kudzingiswa here, ivo vakafa, vakaburukira muguva vane zvombo zvavo zvehondo, uye minondo yavo yakaiswa pasi pemisoro yavo? Kurangwa nokuda kwezvivi zvavo kuri pamusoro pamapfupa avo, kunyange kutyisidzira kwavanhu ava kwakanga kwapararira munyika yavapenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 32

Maonero Ezekieri 32:27 akapoteredza