Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 32:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vatungamiri vane simba vari mukati meguva, vachati pamusoro peIjipiti navabatsiri vayo, ‘Vaburukira kuno uye vavete pamwe chete navasina kudzingiswa, navaya vakaurayiwa nomunondo.’

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 32

Maonero Ezekieri 32:21 akapoteredza