Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 32:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaita kuti vanhu vazhinji vashamisike pamusoro pako, uye madzimambo avo achadedera nokutya nokuda kwako, pandichavheyesa munondo wangu pamberi pavo. Pazuva rokuwa kwako mumwe nomumwe wavo achadedera nguva dzose, nokuda kwoupenyu hwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 32

Maonero Ezekieri 32:10 akapoteredza