Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 31:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Ndeipiko miti yeEdheni ingaenzaniswa newe pakubwinya noushe? Kunyange zvakadaro, newewo, uchaburutswa pamwe chete nemiti yeEdheni panyika pasi; ucharara pakati pavasina kudzingiswa, navaya vakaurayiwa nomunondo. “ ‘Ndiye Faro navanhu vake vazhinji, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 31

Maonero Ezekieri 31:18 akapoteredza