Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 3:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kwete kumarudzi mazhinji vane mitauro isinganzwisisiki norurimi rwakagozha, vana mashoko ausingagoni kunzwisisa. Zvirokwazvo dai ndakanga ndakutuma kwavari, vangadai vakakunzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 3

Maonero Ezekieri 3:6 akapoteredza