Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 3:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, idya zviri pamberi pako, idya rugwaro urwu rwandinokupa uzadze dumbu rako narwo.” Saka ndakarudya, uye rwaitapira souchi mumukanwa mangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 3

Maonero Ezekieri 3:3 akapoteredza