Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 3:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvakare, kana munhu akarurama akatsauka pakururama kwake uye akaita zvakaipa, ini ndikaisa chigumbuso pamberi pake, achafa. Sezvo usina kumuyambira, iye achafa nokuda kwechivi chake. Zvakarurama zvaakaita hazvizorangarirwi, uye iwe uchava nemhosva yeropa rake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 3

Maonero Ezekieri 3:20 akapoteredza