Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chienda zvino kuvanhu venyika yako vari muutapwa undotaura kwavari. Uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha,’ kunyange vakateerera kana vakaramba kuteerera.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 3

Maonero Ezekieri 3:11 akapoteredza