Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 28:8-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

8. Vachakuburutsira kugomba, uye uchafa rufu runorwadza pakati pomwoyo wamakungwa.

9. Ipapo uchati here, “Ndiri mwari,” pamberi pavanokuuraya? Uchava munhu chete, kwete mwari, mumaoko aivo vanokuuraya.

10. Uchafa rufu rwomunhu asina kudzingiswa pamaoko avatorwa. Ndazvitaura, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 28