Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 28:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mwanakomana womunhu, uti kumubati weTire, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, “ ‘Mukuzvikudza kwomwoyo wako iwe wakati, “Ini ndiri mwari; ndinogara pachigaro choushe chamwari, pakati pomwoyo wamakungwa.” Asi uri munhu zvako uye hauzi mwari, kunyange uchifunga kuti wakachenjera samwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 28

Maonero Ezekieri 28:2 akapoteredza