Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 28:18-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Nokuda kwokuwanda kwezvivi zvako, uye nokubiridzira kwako mukushambadzira, wakazvidza nzvimbo dzako tsvene. Saka ndakabudisa moto mukati mako, ukakuparadza, uye ndakakupisa kusvikira wava madota panyika, pamberi pavose vaikuona.

19. Ndudzi dzose dzinokuziva dzinoshamiswa newe; wasvika pamagumo akaipisisa uye hauchazovapozve.’ ”

20. Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 28