Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 23:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti vakaita ufeve uye ropa riri mumaoko avo. Vakaita ufeve nezvifananidzo zvavo; vakasvika pakubayira vana vavo, vavakandiberekera ini, kuti zvive zvokudya zvavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 23

Maonero Ezekieri 23:37 akapoteredza