Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 22:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Somunhu anounganidza muvira romoto kuti zvinyungudiswe nokupiswa nezhenje, saizvozvo ndichakuunganidzai pakutsamwa kwangu nehasha dzangu ndigokuyisai mukati meguta ndigokunyautsai.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 22

Maonero Ezekieri 22:20 akapoteredza