Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 20:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro ndakapika kwavari kuti ndichavabudisa munyika yeIjipiti ndigovapinza munyika yandakavatsvakira, nyika inoyerera mukaka nouchi, nyika yakanakisisa panyika dzose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 20

Maonero Ezekieri 20:6 akapoteredza