Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 20:44-46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

44. Muchaziva kuti ndini Jehovha, pandichakuitirai izvozvo nokuda kwezita rangu kwete nokuda kwenzira dzenyu dzakaipa nezvakaora zvamakaita imi imba yaIsraeri, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ”

45. Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,

46. “Mwanakomana womunhu, rinzira chiso chako kurutivi rwezasi; uparidze pamusoro porutivi rwezasi uye uprofite pamusoro pesango renyika yezasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 20