Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 20:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichakubvisirai vaya vanondipandukira navaya vanondimukira. Kunyange hazvo ndichizovabudisa munyika yavagere, asi havangapindi munyika yeIsraeri. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 20

Maonero Ezekieri 20:38 akapoteredza