Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 20:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Asi vana vakandimukira: havana kutevera mitemo yangu, vakanga vasina kuchenjerera kuchengeta mirayiro yangu, kunyange zvazvo munhu anoiteerera achizorarama nayo, uye vakasvibisa maSabata angu. Saka ndakati ndichadurura hasha dzangu pamusoro pavo uye ndigopedzera kutsamwa kwangu pamusoro pavo mugwenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 20

Maonero Ezekieri 20:21 akapoteredza