Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 20:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakati kuvana vavo mugwenga, “Regai kutevera mitemo yamadzibaba enyu kana kuchengeta mirayiro yavo kana kuzvisvibisa nezvifananidzo zvavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 20

Maonero Ezekieri 20:18 akapoteredza