Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 20:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Asi vanhu veIsraeri vakandimukira mugwenga. Havana kutevera mitemo yangu asi vakaramba mirayiro yangu, kunyange munhu anoiteerera achizorarama nayo, uye vakazvidza chose maSabata angu. Saka ndakati kwavari ndichadurura hasha dzangu pamusoro pavo ndigovaparadza mugwenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 20

Maonero Ezekieri 20:13 akapoteredza