Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 18:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi munoti, ‘Nzira yaJehovha haina kururama.’ Haiwa imi imba yaIsraeri: Nzira yangu haina kururama here? Ko, hadzisi nzira dzenyu imi dzisakarurama here?

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 18

Maonero Ezekieri 18:25 akapoteredza