Asi baba vake vachafa nokuda kwechivi chavo, nokuti vaiita zvinhu nokumanikidza, vakapamba munun'una wavo uye vakaita zvakaipa pakati pavanhu vavo.