Faro nehondo yake ine simba neboka rake guru hazvizombobatsiri kwaari muhondo, kana vakavaka mirwi kana kuvaka nhare dzokuparadza vanhu vazhinji.