Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 16:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukurumbira wokunaka kwako wakapararira pakati pendudzi, nokuti kubwinya kwandakaisa pamusoro pako kwakaita kuti kunaka kwako kuve kwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 16

Maonero Ezekieri 16:14 akapoteredza