Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 14:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

zvirokwazvo noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kunyange dai Noa, naDhanieri naJobho vaivamo, havaigona kuponesa mwanakomana kana mwanasikana. Vaingozviponesa ivo chete nokuda kwokururama kwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 14

Maonero Ezekieri 14:20 akapoteredza