Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 13:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ruoko rwangu rucharwa navaprofita vanoona zviratidzo zvenhema nokutaura kuvuka kwenhema. Havangavi pakati pamakurukota avanhu vangu kana kunyorwa muzvinyorwa zveimba yaIsraeri, uye havangapindi munyika yaIsraeri. Ipapo muchaziva kuti ndini Ishe Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 13

Maonero Ezekieri 13:9 akapoteredza