Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezekieri 13:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Vane nhamo vakadzi vanosonera mazango pamaoko avo uye vanoita zvifukidzo zvemisoro yavo zvemhando dzakasiyana-siyana pakureba vachiitira kuti vateye vanhu nazvo. Ko, imi muchateya upenyu hwavanhu vangu asi muchichengetedza hwenyu here?

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 13

Maonero Ezekieri 13:18 akapoteredza