Ezekieri 1:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Mugore ramakumi matatu, nomwedzi wechina pazuva rechishanu, ndiri pakati pavakatapwa, paRwizi rweKebhari