Testamende Yekare

Testamende Itsva

Esteri 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akamupawo gwaro rechirevo chezvokuparadzwa zvachose kwavo, rakanga raparadzirwa muShushani, kuti andoratidza Esteri uye amutsanangurire nezvaro, uye akamuudza kuti amukurudzire kuti aende andomira pamberi pamambo akumbire kuti vanzwirwe ngoni uye agoreverera vanhu vake kwaari.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 4

Maonero Esteri 4:8 akapoteredza