Testamende Yekare

Testamende Itsva

Esteri 4:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Enda unounganidza vaJudha vose vari muShushani, muzvinyime zvokudya nokuda kwangu. Musadya kana kunwa kwamazuva matatu, usiku namasikati. Ini navarandakadzi vangu tichazvinyima zvokudya sezvamunoita imi. Kana izvi zvaitwa, ndichaenda kuna mambo, kunyange zvisingatenderwi nomurayiro. Uye kana ndichifa, ndichafa hangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 4

Maonero Esteri 4:16 akapoteredza