Testamende Yekare

Testamende Itsva

Esteri 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vabati vose vamambo navanhu vomunyika dzamambo vanoziva kuti mambo vanongova nomurayiro mumwe wokuti, murume upi zvake kana mukadzi anosvika pana mambo muruvazhe rwomukati asina kudaidzwa anofanira kuurayiwa. Anongoraramiswa chete kana mambo atambanudzira tsvimbo yake yegoridhe kwaari. Asi mazuva makumi matatu atopfuura mushure mokunge ndadaidzwa kuti ndiende kuna mambo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 4

Maonero Esteri 4:11 akapoteredza