Testamende Yekare

Testamende Itsva

Esteri 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Hamani akati kuna Mambo Zekisesi, “Kuna vamwe vanhu vakapararira nokutekeshera vari pakati pamarudzi mumatunhu oushe hwenyu vane tsika yakasiyana navamwe vanhu vose uye havateereri mirayiro yamambo; hazvinganakiri mambo kuti muvaregerere.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 3

Maonero Esteri 3:8 akapoteredza