Testamende Yekare

Testamende Itsva

Esteri 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musikana akamufadza akawana nyasha kwaari. Pakarepo akamupa zvinonhuwira zvinowedzera runako uye nezvokudya zvakatsaurwa. Akamupa vasikana vanomwe vakanga vasarudzwa kubva munhare yamambo ndokumuendesa iye navasikana vake kunzvimbo yakanga yakanakisisa muimba yavakadzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 2

Maonero Esteri 2:9 akapoteredza