Testamende Yekare

Testamende Itsva

Esteri 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Modhekai aiva nomwanasikana wasekuru vake ainzi Hadhasa, waakanga arera nokuti akanga asina mai kana baba. Musikana uyu ainziwo Esteri, akanga akanaka kwazvo pachimiro napaunhu, uye Modhekai akanga amutora somwanasikana wake pakufa kwakaita mai vake nababa vake.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 2

Maonero Esteri 2:7 akapoteredza