Testamende Yekare

Testamende Itsva

Esteri 2:22-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. Asi Modhekai akazviziva ndokubva audza Esteri nezverangano iyi, iye ndokuzvizivisa kuna mambo, achiti akanga anzwa naModhekai.

23. Zvino shoko iri rakati raferefetwa uye rikawanikwa riri rechokwadi, vabati vaviri ava vakasungirwa pamatanda vakafa. Zvose izvi zvakanyorwa mubhuku renhoroondo pamberi pamambo.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 2