Testamende Yekare

Testamende Itsva

Esteri 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzoro raEsteri rakati rasvika (musikana akanga atorwa kuti ave mwana naModhekai, mwanasikana wasekuru vake Abhihairi) rokuenda kuna Mambo, haana chaakakumbira kunze kwezvaakaudzwa naHegai, muranda wamambo aiva mutariri wenzvimbo yaigarwa navanhukadzi. Zvino Esteri akawana nyasha kuna vose vakamuona.

Verenga chitsauko zvakakwana Esteri 2

Maonero Esteri 2:15 akapoteredza