Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro akatuma vanhu kundoferefeta uye akawana kuti pakanga pasina kunyange chipfuwo chimwe chete chavaIsraeri chakanga chafa. Asi mwoyo wake wakanga uri mukukutu uye haana kutendera vanhu kuenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 9

Maonero Ekisodho 9:7 akapoteredza