Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 9:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Muka mangwanani-ngwanani undosangana naFaro ugoti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha Mwari wavaHebheru: Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondinamata,

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 9

Maonero Ekisodho 9:13 akapoteredza