Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 9:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuna Faro undoti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru: Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondinamata.

2. Kana uchiramba kuti vaende uye ukaramba uchivadzivisa,

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 9