Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 8:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akapindura akati, “Ndichangobva pauri, ndichanonyengetera kuna Jehovha, uye mangwana nhunzi dzichabva pana Faro namachinda ake uye napavanhu vake. Ivai nechokwadi chete kuti Faro haazonyengerizve achirambidza vanhu kuenda kundopa zvibayiro kuna Jehovha.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 8

Maonero Ekisodho 8:29 akapoteredza