Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 8:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Muka mangwanani-ngwanani undosangana naFaro paanenge achienda kumvura ugoti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondinamata.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 8

Maonero Ekisodho 8:20 akapoteredza