Saka Mozisi akaveza mahwendefa maviri amabwe akaita sookutanga uye akakwira pamusoro pegomo reSinai mangwananingwanani, sezvaakanga arayirwa naJehovha; uye akatakura mahwendefa maviri amabwe mumaoko ake.