Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 34:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati aburuka muGomo reSinai aine mahwendefa maviri eChipupuriro mumaoko ake, iye akanga asingazivi kuti chiso chake chaibwinya nokuti akanga ataura naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 34

Maonero Ekisodho 34:29 akapoteredza