“Muuyise zvakaisvonaka zvezvibereko zvevhu renyu kuimba yaJehovha Mwari wenyu.“Musabika mbudzana mumukaka wamai vayo.”