Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 34:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uchenjerere kuti urege kuita sungano naavo vanogara munyika; nokuti pavanenge voita ufeve hwavo kuna vamwari vavo uye vakabayira kwavari, vachakukokai uye muchadya zvibayiro zvavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 34

Maonero Ekisodho 34:15 akapoteredza