Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 34:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati, “Ndava kuita sungano newe. Ndichaita zvishamiso pamberi pavanhu vako zvisina kumboitwa kare mundudzi dzipi zvadzo munyika yose. Vanhu vaunogara pakati pavo vachaona kuti basa randichakuitira ini, Jehovha rinotyisa sei.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 34

Maonero Ekisodho 34:10 akapoteredza