Saka ndakati kwavari, ‘Ani naani ane zvishongo zvegoridhe, ngaabvise.’ Ipapo vakandipa goridhe, uye ndikarikanda mumoto, uye ndipo pakabuda mhuru iyi!”