Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ekisodho 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Mwari akati, “Ndichava newe. Uye ichi chichava chiratidzo kwauri chokuti ndini ndakutuma: Paunenge wabudisa vanhu kubva muIjipiti, muchanamata Mwari pagomo rino.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 3

Maonero Ekisodho 3:12 akapoteredza